Kiti yangu yarasika. Pane arikuonawo here kiti yangu?
Munyaya iyi, pane mwana anoedza hembe huru kwaari, diki, uye dzinomukwana zvakanaka. Nyaya iyi yakavandudzwa kubva munyaya inonzi "School Clothes" (University of Kwazulu -Natal SEED story).
By navigating this website, you agree to the storing of cookies on your device to enhance site navigation and analyze site usage.