Search Badges Account

Ndiani achave mutongi wemhuka kana Mambo Mbada azorora?

Murume ari munyaya iyi murefu zvekuti zvinhu zvese zvipfupi kwaari.

Runganorwekusvika pakireshi kwevana vumhuka vakanunurwa.

Mhuka dzese dzine nyota. Dziverenge padzinoenda kunonwa mvura.

Bhuku rokuverenga, kubva pana ziro kusvika papfumbamwe.

Kiti yangu yarasika. Pane arikuonawo here kiti yangu?

Kiti na Imbwa ishamwari. Vanowirirana. Vanotamba vese nguva dzose.

Kiti na Imbwa vanotarisa kunze nepahwindo. Vanotarisa nepahwindo, vobva vaona shavishavi!

Selemeng ane kiti dzakawanda. Selemeng ane kiti ngani?